Marudzi aShem

Kutaura kwekuti Marudzi aShem rinobva pazita roumwe wevanakomana vatatu vaNoah vanotaurwa muBhaibheri. Noah akanga aine vanakomana vatatu vanoti: Shem, Ham naJapheth (Genesis 5.32, 6.10).

Kubva pana Shem ndipo pakaberekwa Abraham (Genesis 11.10-28), Abraham akazobereka rudzi rwemaJudah nemaArab.

Mamwe Mazwi

  • Mudzungairi kana mudzungi (wanderer; tramp) apa kureva munhu asingagari panzvimbo imwe anogaro famba kana anorambotama.

Information related to Marudzi aShem

Prefix: a b c d e f g h i j k l m n o p q r s t u v w x y z 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9

Portal di Ensiklopedia Dunia

Kembali kehalaman sebelumnya